1/42
Looks like no tags are added yet.
Name | Mastery | Learn | Test | Matching | Spaced | Call with Kai | Chat |
|---|
No analytics yet
Send a link to your students to track their progress
And
Uye
With
Na
But
Asi
If/or
Kana
Because
Nokuti
Also
Zvakare
That is why
Ndosaka
Really
Chaizvo
Actually
Chaizvoizvo
So/therefore
Saka
But also/however
Asiwo
Although/Even though
Zvazvo
Therefore / Consequently
Nekudaro
Moreover / In addition
Pamusoro pezvo
Then / at that point
Ipapo
Then / now
Zvino
After
Mushure
Before
Pamberi
Already / long ago
Kare
Initially
Pakutanga
Finally
Pakupedzisira
Afterwards / then
Zvadaro
Immediately
Pakarepo
After that
Mushure mezvo
On / Above
Pamusoro pe
Under
Pasi pe
Inside
Mukati me
Outside
Kunze kwe
Near
Pedyo ne
In front of
Pamberi pe
Behind
Kumashure kwe
Next to
Padivi pe
Between / Among
Pakati
North
Kuchamhembe
South
Kumaodzanyemba
East
Kumabvazuva
West
Kumadokero
Left
Kuruboshwe
Right
Kurudyi
Straight ahead
Mberi
Behind
Kumashure
Up
Kumusoro
Down
Pasi